Mumwe mufana akapinda muchitoro ndokubva aba mabiscuits muradio maiimbwa
song inonzi "maDebhura" by Thomas Mapfumo yainzi "Hokoyo mupfana hokooooyo!".
Iye mfana ndokufunga kuti aonekwa, ndokubva atanga kuimba achiti: "ndadzosera mukoma ndadzoseeeera."